Ndinokutendai
K1toocertii
The easy, fast & fun way to learn how to sing: 30DaySinger.com
(K1) (Ah kovangatidii) Tiri ma starboy kubva kudhara tiri ma starboy Tichiri ku fazh taimhanyisa ma sweets, ma firita, ma fat cook Tiudze zvaurikuda tirikuya ne speed Pa fair tirikuya ne speed, aiwa tirikuuya ne speed Handidi zvekunyepa, mukukura mangu Ndanga ndine zvakawanda ndinotenda Ambuya vangu Vai sacrificer plate yavo kuti muzukuru agute, kuti ndifunde, kuti ndidzidze Ndisazokura ndiri rombe Ndinotenda vakawanda mukukura mangu Kuna Momz, kuna Mingo, Mai Nene Aunty Theo,usadhibe Baba Nene, Gogo Zanamwe ndirikuziya Mdara Kashiri William Senior Uncle Eddie Ah kunyangwe Badman ndinokutendai (Ndinokutendai) (Ndinokutendai) (Ndinokutendai) (Yeah) Parizvino list racho rakura Uncle Munya andina kukudhibhai Mudzimba mune zvakawanda zvinoitika usina ruzivo Last time yandakataura na Mdara wangu ndaitena seventeen Se Pwere, tichiri kuBeefa nekuti pride achiri pakati Penhau dzakudhara zvinotomara Ah ndirikutofara vachigaya ndirikuganza Number dzangu vanadzo but varikubvunza why ndisiri kufona Ah ko why vasirikufona Tiri ma starboy kubva kudhara tiri ma starboy Tichiri ku fazh taimhanyisa ma sweets, ma firita, ma fat cook Tiudze zvaurikuda tirikuya ne speed Pa fair tirikuya ne speed, aiwa tirikuuya ne speed Tiri ma starboy kubva kudhara tiri ma starboy Tichiri ku fazh taimhanyisa ma sweets, ma firita, ma fat cook Tiudze zvaurikuda tirikuya ne speed Pa fair tirikuya ne speed, aiwa tirikuuya ne speed (Ko Vangatidii?)
The easy, fast & fun way to learn how to sing: 30DaySinger.com
Citation
Use the citation below to add these lyrics to your bibliography:
Style:MLAChicagoAPA
"Ndinokutendai Lyrics." Lyrics.com. STANDS4 LLC, 2024. Web. 14 May 2024. <https://www.lyrics.com/lyric-lf/11596532/K1toocertii/Ndinokutendai>.
Discuss the Ndinokutendai Lyrics with the community:
Report Comment
We're doing our best to make sure our content is useful, accurate and safe.
If by any chance you spot an inappropriate comment while navigating through our website please use this form to let us know, and we'll take care of it shortly.
Attachment
You need to be logged in to favorite.
Log In