Horai Madhora
Ndi Kacee
Watch: New Singing Lesson Videos Can Make Anyone A Great Singer
Guide-Made-The-Bang-Bang Imi ambuya mandinaka (Imi mandinaka) Makaumbwa zvakanaka (Makaumbwa zvakanaka) Ndanakirwaaa pama zhinyirira imi muchibuditsa kasaka (Muchibuditsa kasaka) Mune Zimbo Sauce yakazara (Sauce yakazara) Handidi mufambire mutara (Musafambira mutara) Muri vekubhururuka muchadenga denga musafambira mutara (Musafambira tara) Ndaona makuita kakutambirira Ndaona makuita kakunyarira Ndabva ndatoziva kuti tirarira Chatova chipart 2 ichi inini ndini ndapinda Pandakakaona kamwana aka, ndakakagaira horror Kakati Khule makapenga ndakati aihwa amai makakora Icho chivakashure chamuinacho ndichakukandirai madhora Mohora, Horai madhora chimhamha Horai madhora Ndakabva ndati perekete (Perekete) Zunzai mapendekete Hapadi vane nyama nhete Sweet loving chete chete (Chete chete) Kete, pakete kete Kuden kwedu ngatiende yeheee Ndichakutengerai mhetee Ndichakutengerai Mascara Vamwe vese vatete Pamuri Mwari mhodzi vakadyara Mhodzi vakadyara muripo ndongofara Vanovenga, vasawanzwa nyaya Mhodzi vakadyara muripo ndongofara Vachidira jecha zvedu zvongofaya Pandakakaona kamwana aka, ndakakagaira horror Kakati Khule makapenga ndakati aihwa amai makakora Icho chivakashure chamuinacho ndichakukandirai madhora Mohora Horai madhora chimhamha Horai madhora Imi ambuya mandinaka (Imi mandinaka) Makaumbwa zvakanaka (Makaumbwa zvakanaka) Ndanakirwaaa pama zhinyirira imi muchibuditsa kasaka (Muchibuditsa kasaka) Mune Zimbo Sauce yakazara (Sauce yakazara) Handidi mufambire mutara (Musafambira mutara) Muri vekubhururuka muchadenga denga musafambira mutara (Musafambira tara) Ndaona makuita kakutambirira Ndaona makuita kakunyarira Ndabva ndatoziva kuti tirarira Chatova chipart 2 ichi inini ndini ndapinda Horai, horai, horai Horai, horai, horai Mari yese! Horai, horai, horai Horai, horai, horai Madhora ese! Horai, horai, horai Horai, horai, horai Mari yese! Horai, horai, horai Horai, horai, horai
The easy, fast & fun way to learn how to sing: 30DaySinger.com
Citation
Use the citation below to add these lyrics to your bibliography:
Style:MLAChicagoAPA
"Horai Madhora Lyrics." Lyrics.com. STANDS4 LLC, 2024. Web. 26 May 2024. <https://www.lyrics.com/lyric-lf/4484294/Ndi+Kacee/Horai+Madhora>.
Discuss the Horai Madhora Lyrics with the community:
Report Comment
We're doing our best to make sure our content is useful, accurate and safe.
If by any chance you spot an inappropriate comment while navigating through our website please use this form to let us know, and we'll take care of it shortly.
Attachment
You need to be logged in to favorite.
Log In