Staera Ndini

Mudiwa Hood

0 fans

Mudiwa Hood

Mudiwa Hood (born 1985) is a Zimbabwean hip hop/gospel artist and actor. He is known for blending prosperity gospel messages into his music. more »


4:00
16 
#2

 Become A Better Singer In Only 30 Days, With Easy Video Lessons!

Its your boi Mudiwa

Mashaya mabasa hereeee
(Kumaka skiri sei munepfini imi)
Mashaya zvekuita hereee
(Igaroziva Staera Ndini)
Ndini Staera Ndini
Ndini Staera Ndini
Ndini Staera Ndini

Good Life urisei kondakakutangai ne ndimi 
"Este es mi año"
Mahater makajaidzwa
Infact Jehova
Vasesekedzei saHezekiah
Vamboonawo muchindifavor level riye raNehemiah
One rapper akaimba Jesu 
Pataundi akaita Mbiri
Between Me nemamwe marappers pane malevels emaVhiri
Millionaire 2020 ndozvega zviri paMENU
Hanzi Hip Hop iri safe but Kwete Mumamoko ENYU
Musanditaurie zveimwe seed
Ndini ini the chosen SEED
Pamunomoviwa nema Bars
Chinomover inini iTITLE DEED
Kana jagwa inini ndakutotsvaga iri Comfort, speed negore zvasiyana namdhara dziva

Staera rangu robaya vanhu kunge jecksani (Injection)
Najesu iri maths ndiri vector
Ndini ndini ndine direction
Staera rangu robaya vanhu kunge jecksani
Hip Hop imovie ndini Actor
Ndini ndini ndine Action
Mashaya mabasa hereeee
(Kumaka skiri sei munepfini imi)
Mashaya zvekuita hereee
(Igaroziva Staera Ndini)
Ndini Staera Ndini
Ndini Staera Ndini
Ndini Staera Ndini

Vamwe vogaira ndatonyora (Bribe) energizer
New year ndirikupinda NdakaCharger
One rapper wamunoziva akanyanya
Akonzeresa kuvasiya vachiprata
Weduwe ndipeiwo nzeve dakumbokuvhurirai angu maFAIRA 
Area yangu i51 musazogaya ndakuVHAIRA
Only rapper ane Eminence zvese ne direction
Asi kwatobva naWinky vanoiti GEOMETRIC VECTOR!
Zvema Beef nema Psycho 
Ndakasiira Sigmund Freud
I cant explain yaitambika 
But iCognitive DISSONANCE
Handinyore kuva inini Lord i pray they understand
Behaviourism school of thought or paukutoda BF Skinner
Uimba kwangu icalling kana muchida google HOMILETICS
Pafair Ndakuseri not zve Psycho CYBERNETICS
Maimbo Mudiwa haarire gava radambura musungo
Zvinonaka Tichipakura gore rino hapana nungo

Mashaya mabasa hereeee
(Kumaka skiri sei munepfini imi)
Mashaya zvekuita hereee
(Igaroziva Staera Ndini)
Ndini Staera Ndini
Ndini Staera Ndini
Ndini Staera Ndini

Staera rangu robaya vanhu kunge jecksani (Injection)
Najesu iri maths ndiri vector
ndini ndini ndine direction
Staera rangu robaya vanhu kunge jecksani
Hip Hop imovie ndini Actor
Ndini ndini ndine Action
Mashaya mabasa hereeee
(Kumaka skiri sei munepfini imi)
Mashaya zvekuita hereee
(Igaroziva Staera Ndini)
Ndini Staera Ndini
Ndini Staera Ndini
Ndini Staera Ndini

 The easy, fast & fun way to learn how to sing: 30DaySinger.com

Written by: Mudiwa Hood

Lyrics © DistroKid

Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Discuss the Staera Ndini Lyrics with the community:

0 Comments

    Citation

    Use the citation below to add these lyrics to your bibliography:

    Style:MLAChicagoAPA

    "Staera Ndini Lyrics." Lyrics.com. STANDS4 LLC, 2024. Web. 29 Apr. 2024. <https://www.lyrics.com/lyric-lf/4511190/Mudiwa+Hood/Staera+Ndini>.

    Missing lyrics by Mudiwa Hood?

    Know any other songs by Mudiwa Hood? Don't keep it to yourself!

    Watch the song video

    Staera Ndini

    1,310
    21     2

    Browse Lyrics.com

    Quiz

    Are you a music master?

    »
    What song was Ten2Five famous for?
    A Yours
    B Banana
    C I Do Care
    D I Will Fly

    Free, no signup required:

    Add to Chrome

    Get instant explanation for any lyrics that hits you anywhere on the web!

    Free, no signup required:

    Add to Firefox

    Get instant explanation for any acronym or abbreviation that hits you anywhere on the web!

    Mudiwa Hood tracks

    On Radio Right Now

    Loading...

    Powered by OnRad.io


    Think you know music? Test your MusicIQ here!