Dreamer // Vhizhinari (feat. Ishbouy)
Ndi Kacee
Watch: New Singing Lesson Videos Can Make Anyone A Great Singer
I swear there's never sadness in my I swear there's never sadness in my I swear there's never sadness in my I swear there's never sadness in my (NdiKaceeOnTheBeat) Lately I've been feeling like I'm Khama (Khama Billiat) Or Traore Adama (Adama) Cause I be working on my goals F*ck the trolls, We capitalise on the loses Don't got the energy for haters Dueces when they come through see ya later I just want my pockets to grow fatter Nemari yakasviba, I be praying it gets better Sango rinopa waneta, wazungaira That's the Modus ndakashanda better, zvondifaira Udza vadzimu tatosima mbesa votinaira Vaya vanoda zvevendetta tazvijaira I got dreams Ndine madreams akawanda I got friends too Shamwari dzacho dzakawanda Zhinji dzacho ndedzefeki, feki Vanondida ndine bhegi, bhegi But izvozvo hazvindistressi, stressi For this life I was born, ready I got dreams (Dreams) Ndine madreams akawanda Day in day out tinege tichingopanda We'll be just hoping kuti pangaite munana Yellow mabanana, tumanice tumanana Shamwari dzacho dziri fake just like their Gucci Vese mawanna bees but hapana huchi Thinking that they are the geez wangu gaya futi I'll be praying that we grow back kuita kunge bvudzi I'm not about the fake life hanzi wangu ndeipi ndeipi We be busy hustling kuti tipulle nema Merc Merc Shamwari dzacho fake fake Varikutsvaga drip drip These niggas old fashioned ndati AmaKipKip I got dreams Ndine madreams akawanda I got friends too Shamwari dzacho dzakawanda Zhinji dzacho ndedzefeki, feki Vanondida ndine bhegi, bhegi But izvozvo hazvindistressi, stressi For this life I was born, ready Aseeh This is a song for dreamers yeah Hande Yeah Ndinozviziva makasunga mhiko dzenyu (Mhiko dzenyu) Ndinozviziva makamwaya mvura dzenyu (Mvura dzenyu) Ndinozviziva makatora tsoka zvenyu (Tsoka zvenyu) But naMwari ndinopika handimbokwate mbashto dzenyu Handimborote goritoto ndotorota ndichihwina lotto Handirote ndiri hwindi ndotorota 4 by 4-4 Ukandiona ndisiri padhiri gara waziva handisi inini Cause inini I'm always spinning kapitari ndibhadhire bhiri Straight mazhets no mikoto (Koto) Kana mabhebhi akutoda khule kuti panamwe poto (Poto) Vanoziva kana vaneni vanenge vagare bho bho (Bho bho) Vanoziva kana vaneni vanenge vagare bho bho (Bho bho) Nekuti ndiri dreamer (I'm dreamer) Vhizhinari (Vhizhinari) Ndinoona zvemberi Inini ndiri dreamer (I'm dreamer) Vhizhinari (Vhizhinari) Ndinoona zvemberi Inini ndiri dreamer
The easy, fast & fun way to learn how to sing: 30DaySinger.com
Citation
Use the citation below to add these lyrics to your bibliography:
Style:MLAChicagoAPA
"Dreamer // Vhizhinari (feat. Ishbouy) Lyrics." Lyrics.com. STANDS4 LLC, 2024. Web. 1 May 2024. <https://www.lyrics.com/lyric-lf/4705081/Ndi+Kacee/Dreamer+--+Vhizhinari+%28feat.+Ishbouy%29>.
Discuss the Dreamer // Vhizhinari (feat. Ishbouy) Lyrics with the community:
Report Comment
We're doing our best to make sure our content is useful, accurate and safe.
If by any chance you spot an inappropriate comment while navigating through our website please use this form to let us know, and we'll take care of it shortly.
Attachment
You need to be logged in to favorite.
Log In