Ndifare (feat. Vic Vado)
Sugardripp T-Mellow
The easy, fast & fun way to learn how to sing: 30DaySinger.com
Intro Bad Company Records Gzzy, make di gyal dem get busy! Roll a J, straight aiming for an A Chatterbox, no matter what dem seh Sky coulda grey, most high we pray Can't stop make way, brighter days Iyi ndo bholato Hoo bholato Chaiyo i auto Moto moto Iyi ndo bholato Hoo bholato Chaiyo i auto Moto moto Siyai ndifare, ndiri alive Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive Siyai ndifare, ndiri alive Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive Na Sugardripp kutapira se hive Ehee ako ka jive Vic Vado pattern riri sharp se knife Gzzy vaudze kuti tiri alive Expensive style haisi cheap Remember what you sow, you shoulda reap Hustle hard 365 we nuh flip Party hard six to six we nuh sleep Don't trip, don't trip Siyai ndifare, ndiri alive Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive Siyai ndifare, ndiri alive Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive Tofara zvine order kwete dhungemutunge Hakudanwi anonzwa i nhangemutange Zvedu ndezve chipo, kwete zvekwa ndunge Mabadmind ndapota musawondonge Ndauya semufananidzo zvoda shingaidzo Kukumbira chiratidzo Ho yah tsanangudzo Hatidi Ndisiyei ndifare, nyama nemweya zviri pamwe Hupenyu unouya, ziva unongorarama kamwe Life is the greatest gift, hobho makomborero Even when the seasons shift, ingori mhemberero Iyi ndo bholato Hoo bholato Chaiyo i auto Moto moto Iyi ndo bholato Hoo bholato Chaiyo i auto Moto moto Siyai ndifare, ndiri alive Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive Siyai ndifare, ndiri alive Pfungwa five, sa Masiyiwa Strive Na Sugardripp kutapira se hive Ehee ako ka jive Vic Vado pattern riri sharp se knife Gzzy vaudze kuti tiri alive Expensive style haisi cheap Remember what you sow, you shoulda reap Hustle hard 365 we nuh flip Party hard six to six we nuh sleep Don't trip, don't trip
Become A Better Singer In Only 30 Days, With Easy Video Lessons!
Written by: Tafadzwa Saungweme, Victor Munhupedzi
Lyrics © DistroKid
Lyrics Licensed & Provided by LyricFind
Citation
Use the citation below to add these lyrics to your bibliography:
Style:MLAChicagoAPA
"Ndifare (feat. Vic Vado) Lyrics." Lyrics.com. STANDS4 LLC, 2024. Web. 30 Apr. 2024. <https://www.lyrics.com/lyric-lf/4788586/Sugardripp+T-Mellow/Ndifare+%28feat.+Vic+Vado%29>.
Discuss the Ndifare (feat. Vic Vado) Lyrics with the community:
Report Comment
We're doing our best to make sure our content is useful, accurate and safe.
If by any chance you spot an inappropriate comment while navigating through our website please use this form to let us know, and we'll take care of it shortly.
Attachment
You need to be logged in to favorite.
Log In