Under water

Mista Nextlevel

0 fans

Mista Nextlevel


4:38

 Become A Better Singer In Only 30 Days, With Easy Video Lessons!

I have said it before it's not easy to be Mista Next Level
Rare music
Shhh ahh aah
Big voice

Huh should I turn left where none is Right
Or should I turn right where none is Left
I have been mumagames e boxing am A star wekuti akakupotsa neright Anokupaleft
Chandisingagone Kurasisa chete
Handimbokurasisa kana Ndakasarasiswa chete
They say ndinemukonyo ndiri Munhu
Kutemba Nextlevel zvakafanana Neku trusta soccer  bet
Handi entertaine mbudzi
Ndinongo feeda makwai
Handi interfere ne mbudzi
Mutu business twechihwai
I will make sure on one thing before  I die
Kuti Nextlevel pa big five re world Haumushaye
Ndiri form five I met muskana ainzi Vhai
Akafa ne abortion  trying to take Away life
Aah aah  shhh ahh shhh aah
Ndokuvinga wakandi crossa se Rozary
Ndine moyo wakatonhora body Yangu i mortuary
Do not offend me se forgery
Otherwise tirikuuya ne ma goons se Robbery
Ma real life facts handina munhu Wanda threatena
Asi Igaroziva Nextlevel vanemoto se gehena
Simba rangu sometimes Handimboride
Ndiri Putin two enda unobvunza Manake
Bvunza blaz vake wobvunza amai Vake
Asingandide hamheno hake coz Ndezvekwake
I had a brother akauraya pfambi Yainzi Feyi
Akaenda kujeri coz he had to pay
Do you think he ain't my brother no more ?
I hate it to see him dying slow
Ndine vanhu vane money mind Goodsir
We invade muma bhizimusi ese

Under water
Kana knowledge iri mvura
Nextlevel vakatota
Under water
Don't claim kuti maybe
Imbanje dzandibata
Under water
Aah aah underwater

Under water tofema  by God's grace
Tiri mu hydrosphere chiskiri che Mackerel
Dust mudenga pese patinosvika Saeed aku spinner  zi BMA rine Barrel
I pray to God to open the heavens
Ndapota Mwari musandiite ordinary Servant
Don't curse me nechi kesef se serpent
Just bless me and raise me I will Make it
My prayer to the father
I might be gangster but I will never Worship another
I still remember how I lost my Mother
How I lost my mother
I love you mommy
Ndine zvandino believer
Zvando planner ndichipaza sense Dzandino deliver
Ndoita ndichida not sa Jonna Kuninivha
Ndo rapper ne moyo nemapapu Nepfungwa ne liver
Ndotora goridhe torai zvenyu sirivha
Garai muzasi sebhutsu ndiri Mudenga se chabhivha
Weakness Ichoice nii  Nextlevel vari Bigger
Ndichizoenda nemari handinga Nyarekunzi gold digger
Tozvinzwisisa munofokasa Nezvamunoda handipedze nguva ku Repera kutora ma babie apoda
Maybe dzamunoti Isugar kwandiri Isoda
Mumadhaga imomo ndimomakazara Ngoda

Under water
Kana knowledge iri mvura
Nextlevel vakatota
Under water
Don't claim kuti maybe
Imbanje dzandibata
Under water
Aah aah underwater

Watch ndeyako asi nguva ndeya Mwari
Usa investe simba rako mukutrusta Shamwari
Mukuuya ne beef ndikuuya ne Mombe  huyai pa statue rambuya Nehanda coz ndoriga mombe
Makaipazviri papi kunge kutu
Nextlevel harisi pawn I rather bishop Kunge Tutu
Remember before I rap ndaitamba boxing
I had to protect myself coz ndine  problem yemututu
As they hate Mwari vanosimudza Chiyero
At last ndiri mu range rover muchiri Muchisero
Ndinonyora tsamba ndobva ndaisa Kero
Ndobva ndaisa Tariro kunge burber  Ndinezvigero
Ndiku dropper ma bang bang
Ndakachilla ne rare gang
Infinite
The big Voice
Siego colly huh
Saigo life
Skelimbo walimbo
Manager Luwis aaah
Mistanextlevel
Aah

 Become A Better Singer In Only 30 Days, With Easy Video Lessons!

Written by: Welsh Muyeruza

Lyrics © DistroKid

Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Discuss the Under water Lyrics with the community:

0 Comments

    Citation

    Use the citation below to add these lyrics to your bibliography:

    Style:MLAChicagoAPA

    "Under water Lyrics." Lyrics.com. STANDS4 LLC, 2024. Web. 27 Apr. 2024. <https://www.lyrics.com/lyric-lf/7809197/Mista+Nextlevel/Under+water>.

    Missing lyrics by Mista Nextlevel?

    Know any other songs by Mista Nextlevel? Don't keep it to yourself!

    Browse Lyrics.com

    Quiz

    Are you a music master?

    »
    Finish the Johnny Cash line. "Mr. Garfield's been ____."
    A to Oklahoma
    B eatin' biscuits and bacon
    C caught in a lie
    D shot down low

    Free, no signup required:

    Add to Chrome

    Get instant explanation for any lyrics that hits you anywhere on the web!

    Free, no signup required:

    Add to Firefox

    Get instant explanation for any acronym or abbreviation that hits you anywhere on the web!

    Mista Nextlevel tracks

    On Radio Right Now

    Loading...

    Powered by OnRad.io


    Think you know music? Test your MusicIQ here!

    Movies soundtrack

    Under water

    »
    • Tideland