Handiende
Cindy Munyavi
Become A Better Singer In Only 30 Days, With Easy Video Lessons!
Handiende handiende oh Makore mangani ndichinamatira Kusvuuka mabvi ndichinyengetera Nyadenga dai mandiona Ini ndine ruva sezingizi ndakagonya Iwe woti ndiende handikwanise Kufuratira zvese handikwanise Sangana neni munzira undichingure Nyangwe ukandivharira panze handiende Ukauya uchindipomera zvipande handiende Dzamara wandiudza pandimire chaipo handiende Wandiudza pandimire chaipoipoipo handiende Handiende Saka toita sei huya titaure sakatoita sei Zvandiremera muchipfuva Kunditenderedzawo pfungwa Ndangosara ndiri mapfupa Chimbondipawo imwe nguva zuva rimwe ndikuonese Ndipe zuva rimwe ndikuratidze zvinogadzirika huya titangidze Tikarambana varoyi vangapembere iwe Nyangwe ukandivharira panze handiende Ukauya uchindipomera zvipande handiende Dzamara wandiudza pandimire chaipo handiende Wandiudza pandimire chaipoipoipo handiende Handiende Aaa it's really funny coz pandaida kutaura waisatsiurika Pukuta misodzi haikwanise kurapa pawakajunga I'm really done with you now ya And vanhu vakakubvunza ya Uvaudze chokwadi uvaudze zvamwari kuti waisarara munba sha Kana uchinditi hauende unenge wakuda kuzama kudii aaah Dai warongedza mukwende gara wangobvuma defeat Coz ndoda zvemashuwa ukazondiona ndakubuka I'm that type isingadzoke and handife ndakusuwa taura tinzwe Nyangwe ukandivharira panze handiende Ukauya uchindipomera zvipande handiende Dzamara wandiudza pandimire chaipo handiende Wandiudza pandimire chaipoipoipo handiendΩ
The easy, fast & fun way to learn how to sing: 30DaySinger.com
Citation
Use the citation below to add these lyrics to your bibliography:
Style:MLAChicagoAPA
"Handiende Lyrics." Lyrics.com. STANDS4 LLC, 2024. Web. 23 May 2024. <https://www.lyrics.com/lyric-lf/8973667/Cindy+Munyavi/Handiende>.
Discuss the Handiende Lyrics with the community:
Report Comment
We're doing our best to make sure our content is useful, accurate and safe.
If by any chance you spot an inappropriate comment while navigating through our website please use this form to let us know, and we'll take care of it shortly.
Attachment
You need to be logged in to favorite.
Log In