Song parody of

Zvinhu zvachinja

by Freshzeal Douces'

Here's where you get creative! Use our cool song parody creator to make a totally new musical idea and lyrics for the Zvinhu zvachinja song by Freshzeal Douces'.

Simply click on any word to get rhyming words suggestion to use instead of the original ones. You may also remove or alter entire lines if needed — when you're done save your work and share it with our community — have fun!

  • English (English)
  • Français (French)
  • Español (Spanish)

Ndaigaro temwa ne musoro Ndichiputika musoro Ndiri munhu wemutoro Ndinitenda Samatenga vandisvitsa pamusoro Yeah vandisvitsa pamusoro Taimborara nenzara Tichachishandira mahara Zvichititadzisa kufara Ndiani aiziva kuti zvinhu zvichadaiso Taimborara nenzara Tichishandira pasina Hapana akange aripo Ndiani aiziva kuti life ichachinja Zvinhu zvachinja Boys dzangu ndati zvinhu zvachinja (zvinhu zvachinja) Zvinhu zvachinja Taakugara tiine mari muhomwe Zvinhu zvachinja Zvinhu zvachinja(zvinhu zvachinja) Zvinhu zvachinja Taakugara tiine mari muhomwe Zvakatanga ndiri rusvava Rugare rwandisvipa Nhamo yakanditasva Hupenyu huri makasa Tisina pekurara Panze ipapo taitorara Kunge marara Tisina chekubata kuswerera mvura kunge nganera Hupenyu hwairwadza Nhasi mumoyo mune mavanga Taitamba tsiva ne Hupenyu Ndotenda Mai vangu vakandidzidzisa kushanda Ndisati ndatumbuka vaiti dzidzai kumajuru I used be a Berger Ndisingazive kana burger I used to be a worker Now I got my own workers Zvinhu zvichipresser Ndaingofacer ndiri ndega Nhasi ndozvireva Vakufunga ndikubragger Ndotenda Samatenga coz Ndivo vapindira Yeah Taiga's tichitemwa ne musoro Taimborara nenzara tichishandira mahara Tichishandira mahara Zvichitadzisa kufara Ndiani aiziva kuti zvinhu zvichadaiso Taimborara nenzara Tichishandira Pasina Hapana akange aripo Ndiani aiziva kuty life ichachinja zvachinja Boys dzangu ndati zvinhu zvachinja (zvinhu zvachiiinja ) Zvinhu zvachinja Taakugara tiine mari muhomwe Zvinhu zvachinja Zvinhu zvachinja (zvinhu zvachiinja) Zvinhu zvachinja Taakugara tiine mari muhomwe Okay Hupenyu hunoenda Kure Kwandabva ndiko Kure Ndiri mubvakure Ndikasashinga handingakunde Ndakapinda nemuminzwa Ndikarovera muninga Shungu dzerugara dzandipinda mutsinga Panguva dzekudonha Hapana akandigamha Panguva dzekuchema Misodzi yaindisimbisa Ndaingo tarisirwa Pasi kunge ndiri nhuta Chese chinhu chandaibata hapana chaibuda Vehukama vaindisema Ndisina Chandiinacho Nhasi Mwari vapindira Vegodo muchapfidza coz zvinhu zvinochinja Chaitemura choseva Nhapwa yaane mambo Ndonda yaane mbambo Wotizira kupiko Shiri yaane pfuti Zvinhu zvinochinja Taakurarama zvirito Totenga tumasinhi tombofadza muchembere Ngyabonga umkkulumkhulu Ukhupila hakhufani Taimborara nenzara Tichishandira mahara Zvichititadzisa kufara Ndiani aiziva kuti zvinhu zvichadaiso Taimborara nenzara Tichishandira Pasina Hapana akange aripo Ndiani aiziva kuti life ichachinja Zvinhu zvachinja Boys dzangu zvinhu zvachinja (zvinhu zvachiinja) Zvinhu zvachinja Taakugara tiine mari muhomwe Zvinhu zvachinja Zvinhu zvachinja (zvinhu zvachiinja) Zvinhu zvachinja Taakugara tiine mari muhomwe Taimborara nenzara Tichishandira mahara Zvichititadzisa kufara Ndiani aiziva kuti zvinhu zvichadaiso Taimborara nenzara Tichishandira Pasina Hapana akange aripo Ndiani aiziva kuti life ichachinja Zvinhu zvachinja Boys dzangu ndati zvinhu zvachinja (zvinhu zvachiinja) Zvinhu zvachinja Taakugara tiine mari muhomwe Zvinhu zvachinja Zvinhu zvachinja (zvinhu zvachiinja) Zvinhu zvachinja Taakugara tiine mari muhomwe Taakugara tiine mari muhomwe Taakugara tiine mari muhomwe.

Done creating your parody?

Don't keep it to yourself! Save it now so you can share it with the rest of the world!

Browse Lyrics.com

Quiz

Are you a music master?

»
What was the most popular song of 1983?
A Every Breath You Take by The Police
B Billie Jean by Michael Jackson
C Come On Eileen by Dexys Midnight Runners
D Total Eclipse of the Heart by Bonnie Tyler

Free, no signup required:

Add to Chrome

Get instant explanation for any lyrics that hits you anywhere on the web!

Free, no signup required:

Add to Firefox

Get instant explanation for any acronym or abbreviation that hits you anywhere on the web!

Freshzeal Douces' tracks

On Radio Right Now

Loading...

Powered by OnRad.io


Think you know music? Test your MusicIQ here!