Zvinhu zvachinja

Freshzeal Douces'

0 fans

Freshzeal Douces'


4:34

 Watch: New Singing Lesson Videos Can Make Anyone A Great Singer

Ndaigaro temwa ne musoro
Ndichiputika musoro
Ndiri munhu wemutoro
Ndinitenda Samatenga vandisvitsa pamusoro
Yeah vandisvitsa pamusoro

Taimborara nenzara
Tichachishandira mahara
Zvichititadzisa kufara
Ndiani aiziva kuti zvinhu zvichadaiso

Taimborara nenzara
Tichishandira pasina
Hapana akange  aripo
Ndiani aiziva kuti life ichachinja
Zvinhu zvachinja
Boys dzangu ndati zvinhu zvachinja (zvinhu zvachinja)
Zvinhu zvachinja
Taakugara tiine mari muhomwe
Zvinhu zvachinja
Zvinhu zvachinja(zvinhu zvachinja)
Zvinhu zvachinja
Taakugara tiine mari muhomwe

Zvakatanga ndiri rusvava
Rugare rwandisvipa
Nhamo yakanditasva
Hupenyu huri makasa
Tisina pekurara
Panze ipapo taitorara
Kunge marara
Tisina chekubata kuswerera mvura kunge nganera
Hupenyu hwairwadza
Nhasi mumoyo mune mavanga
Taitamba tsiva ne Hupenyu
Ndotenda Mai vangu vakandidzidzisa kushanda
Ndisati ndatumbuka vaiti dzidzai kumajuru
I used be a Berger
Ndisingazive kana burger
I used to be a worker
Now I got my own workers
Zvinhu zvichipresser
Ndaingofacer ndiri ndega
Nhasi ndozvireva
Vakufunga ndikubragger
Ndotenda Samatenga coz Ndivo vapindira
Yeah
Taiga's tichitemwa ne musoro

Taimborara nenzara tichishandira mahara
Tichishandira mahara
Zvichitadzisa kufara
Ndiani aiziva kuti zvinhu zvichadaiso

Taimborara nenzara
Tichishandira Pasina
Hapana akange aripo
Ndiani aiziva kuty life ichachinja
zvachinja
Boys dzangu ndati zvinhu zvachinja (zvinhu zvachiiinja )
Zvinhu zvachinja
Taakugara tiine mari muhomwe
Zvinhu zvachinja
Zvinhu zvachinja (zvinhu zvachiinja)
Zvinhu zvachinja
Taakugara tiine mari muhomwe

Okay

Hupenyu hunoenda Kure
Kwandabva ndiko Kure
Ndiri mubvakure
Ndikasashinga handingakunde
Ndakapinda nemuminzwa
Ndikarovera muninga
Shungu dzerugara dzandipinda mutsinga
Panguva dzekudonha
Hapana akandigamha
Panguva dzekuchema
Misodzi yaindisimbisa
Ndaingo tarisirwa Pasi kunge ndiri nhuta
Chese chinhu chandaibata hapana chaibuda
Vehukama vaindisema
Ndisina Chandiinacho
Nhasi Mwari vapindira
Vegodo muchapfidza coz zvinhu zvinochinja
Chaitemura choseva
Nhapwa yaane mambo
Ndonda yaane mbambo
Wotizira kupiko
Shiri yaane pfuti
Zvinhu zvinochinja Taakurarama zvirito
Totenga tumasinhi tombofadza muchembere
Ngyabonga umkkulumkhulu
Ukhupila hakhufani

Taimborara nenzara
Tichishandira mahara
Zvichititadzisa kufara
Ndiani aiziva kuti zvinhu zvichadaiso

Taimborara nenzara
Tichishandira Pasina
Hapana akange aripo
Ndiani aiziva kuti life ichachinja

Zvinhu zvachinja
Boys dzangu zvinhu zvachinja (zvinhu zvachiinja)
Zvinhu zvachinja
Taakugara tiine mari muhomwe
Zvinhu zvachinja
Zvinhu zvachinja (zvinhu zvachiinja)
Zvinhu zvachinja
Taakugara tiine mari muhomwe

Taimborara nenzara
Tichishandira mahara
Zvichititadzisa kufara
Ndiani aiziva kuti zvinhu zvichadaiso

Taimborara nenzara
Tichishandira Pasina
Hapana akange aripo
Ndiani aiziva kuti life ichachinja

Zvinhu zvachinja
Boys dzangu ndati zvinhu zvachinja (zvinhu zvachiinja)
Zvinhu zvachinja
Taakugara tiine mari muhomwe
Zvinhu zvachinja
Zvinhu zvachinja (zvinhu zvachiinja)
Zvinhu zvachinja
Taakugara tiine mari muhomwe
Taakugara tiine mari muhomwe
Taakugara tiine mari muhomwe.

 The easy, fast & fun way to learn how to sing: 30DaySinger.com

Written by: Freshzeal The Douce

Lyrics © O/B/O DistroKid

Lyrics Licensed & Provided by LyricFind

Discuss the Zvinhu zvachinja Lyrics with the community:

0 Comments

    Citation

    Use the citation below to add these lyrics to your bibliography:

    Style:MLAChicagoAPA

    "Zvinhu zvachinja Lyrics." Lyrics.com. STANDS4 LLC, 2024. Web. 14 May 2024. <https://www.lyrics.com/lyric-lf/13533286/Freshzeal+Douces%27/Zvinhu+zvachinja>.

    Missing lyrics by Freshzeal Douces'?

    Know any other songs by Freshzeal Douces'? Don't keep it to yourself!

    Browse Lyrics.com

    Quiz

    Are you a music master?

    »
    "Drop the pilot, try my balloon. Drop the monkey, smell my ________."
    A legroom
    B mushroom
    C kaboom
    D perfume

    Free, no signup required:

    Add to Chrome

    Get instant explanation for any lyrics that hits you anywhere on the web!

    Free, no signup required:

    Add to Firefox

    Get instant explanation for any acronym or abbreviation that hits you anywhere on the web!

    Freshzeal Douces' tracks

    On Radio Right Now

    Loading...

    Powered by OnRad.io


    Think you know music? Test your MusicIQ here!